Genesisi 44:34
Genesisi 44:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndingadzokera sei kuna baba vangu kana mukomana ndisinaye? Kwete! Musandirega ndichiona njodzi ichiuya pamusoro pababa vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 44Genesisi 44:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndingakwira seiko kuna baba vangu, ndisina mukomana? Ndirege hangu kuona njodzi ichawira baba vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 44Genesisi 44:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ko ndingaende seiko kuna baba vangu ndisina mukoma iyeyu? Handidi zvangu kuona kutambudzika kuchaita baba wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 44