Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 39:23 - Compare All Versions

Genesisi 39:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mutariri wetorongo akanga asina hanya nechinhu chipi zvacho chaiva pasi paJosefa, nokuti Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire pane zvose zvaaiita.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 39 BDSC

Genesisi 39:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mutariri wetorongo akanga asina hanya nechinhu chakanga chiri pamaoko ake, nokuti Jehovha akanga anaye; zvose zvaaiita, Jehovha akazviruramisa.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 39 SNA2002

Genesisi 39:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mutariri wetoroŋgo wakaŋga asinehanya necinhu cakaŋga ciri pamaʋoko ake, nokuti Jehova wakaŋga anaye; ɀose ɀaaiita, Jehova wakaɀiruramisa.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 39 SUB1949

Genesisi 39:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mutariri wejeri haaimbozvinetsa nezvinhu zvaitariswa naJosefi nokuti Tenzi aiva naJosefi achimubatsira kuti zvose zvaaiita zvibudirire.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 39 SCLB

Genesisi 39:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mutariri wejeri haaimbozvinetsa nezvinhu zvaitariswa naJosefi nokuti Tenzi aiva naJosefi achimubatsira kuti zvose zvaaiita zvibudirire.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 39 SCLBD