Genesisi 39:2
Genesisi 39:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire, uye aigara mumba momuIjipita, tenzi wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39Genesisi 39:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39Genesisi 39:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 39