Genesisi 37:9
Genesisi 37:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akarotazve dzimwe hope, uye akadzitaura kumadzikoma ake. Akati, “Inzwai, ndarota dzimwe hope, uye panguva iyi zuva nomwedzi nenyeredzi gumi neimwe zvanga zvichindipfugamira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapamha kurotazve, akaudza vakoma vake, akati, “Tarirai, ndarotazve dzimwe hope; ndakaona zuva, nomwedzi, nenyeredzi dzine gumi neimwe, dzichikotamira pamberi pangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akazorota zvakare dzimwe hope, ndokuudza vakoma vake achiti, “Ndarotazve dzimwe hope. Ndaona zuva nomwedzi nenyenyedzi gumi neimwe zvichindikotamira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37