Genesisi 37:11
Genesisi 37:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzikoma ake akamuitira godo, asi baba vake vakazvichengeta mumwoyo mavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakoma vake vakamugodora; asi baba vake vakachengeta shoko iro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakoma vake ndokubva vava kumuitira shanje, asi baba vake vakazvipfundira mumwoyo mavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37