Genesisi 36:34
Genesisi 36:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36Genesisi 36:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yava Temani akabata ushe pachigaro chake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36Genesisi 36:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36