Genesisi 35:3
Genesisi 35:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
tisimuke, tikwire Bheteri; ipapo ndichaitira Mwari atari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tichaenda kuBhetieri kundogadzira atari yokunamatira Mwari akandinzwa akandibatsira pandaitambudzika. Aiva neni kwose kwandaienda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35