Genesisi 35:2
Genesisi 35:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Jakobho akati kune veimba yake nokuna vose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vavatorwa vamunavo, muzvinatse uye mupfeke dzimwe nguo dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35