Genesisi 35:18
Genesisi 35:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti Bheni-Oni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35