Genesisi 34:25
Genesisi 34:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwamazuva matatu, vose vachiri kurwadziwa, vanakomana vaviri vaJakobho, Simeoni naRevhi, hanzvadzi dzaDhaina, vakatora minondo yavo vakarwisa guta rakanga risina chifungidziro, vakauraya munhurume wose.
Genesisi 34:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino pazuva retatu, vachiri pakurwadziwa, vanakomana vaviri vaJakobho, Simeoni naRevhi, hanzvadzi dzaDhina, vakatora mumwe nomumwe munondo wake, vakapinda muguta vanhu vasingarindiri, vakauraya varume vose.
Genesisi 34:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakati kwapera mazuva matatu maronda avarume ava orwadza, vana vaviri vaJakobho, Simeoni naRevhi, hanzvadzi dzaDhina vakatora mapakatwa avo, vakapinda muguta umu zvechiverevere ndokubva vauraya varume vose vaivamo.
Genesisi 34:25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino pazuʋa retatu, ʋaciri pakurwadziwa, ʋanakomana ʋaʋiri ʋaJakobo, Simeoni naRevi, hanɀadzi dzaDina, ʋakatora mumŋe nomumŋe munondo wake, ʋakapinda muguta ʋanhu ʋasiŋgarindiri, ʋakaʋuraya ʋarume ʋose.
Genesisi 34:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)