Genesisi 3:9-10
Genesisi 3:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Jehovha Mwari akadana murume akati, “Uripiko?” Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari akadana munhu, akati kwaari, “Uripiko?” Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari Tenzi akadaidza Adhamu achiti, “Uri kupiko?” Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3