Genesisi 3:11-12
Genesisi 3:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?” Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira? Wakadya kani muti wandakakuraira kuti urege kuudya?” Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3