Genesisi 29:20 - Compare All Versions
Genesisi 29:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jakobho akashanda kwamakore manomwe kuti awane Rakeri, asi akaita samazuva mashoma chete kwaari nokuda kworudo rwake kwaari.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 29 BDSCGenesisi 29:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akamubatira makore manomwe pamusoro paRakeri; asi akava samazuva mashoma kwaari, nokuti akanga achimuda.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 29 SNA2002Genesisi 29:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saka Jakobho akashanda makore manomwe achiitira Rakeri ugariri. Pamusana pokuti aimuda, Jakobho akaona makore acho semazuva mashomanana.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 29 SCLBDGenesisi 29:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jakobo akamuɓatira makore manomŋe pamsoro paRakeri: asi akaʋa samazuʋa mashoma kwaari, nokuti wakaŋga acimuɗa.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 29 SUB1949Genesisi 29:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Jakobho akashanda makore manomwe achiitira Rakeri ugariri. Pamusana pokuti aimuda, Jakobho akaona makore acho semazuva mashomanana.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 29 SCLB