Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 25:21 - Compare All Versions

Genesisi 25:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Isaka akanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti akanga asingabereki. Jehovha akapindura munyengetero wake, uye mukadzi wake Rabheka akava nemimba.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 25 BDSC

Genesisi 25:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Isaka wakanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti wakanga asingabereki; Jehovha akanzwa kunyengetera kwake, Rabheka, mukadzi wake, akave nemimba.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 25 SNA2002

Genesisi 25:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Isaki akanamata kuna Tenzi achikumbirira mudzimai wake Ribheka nokuti akanga asina mbereko. Tenzi akanzwa chichemo chake, ndokubva mudzimai wake Ribheka ava napamuviri.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 25 SCLBD

Genesisi 25:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Isaka wakanyeŋgeterera mukadzi wake kunaJehova, nokuti wakaŋga asiŋgaɓereki; Jehova akanzwa kunyeŋgetera kwake, Rebeka, mukadzi wake, akaʋa nemimba.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 25 SUB1949

Genesisi 25:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Isaki akanamata kuna Tenzi achikumbirira mudzimai wake Ribheka nokuti akanga asina mbereko. Tenzi akanzwa chichemo chake, ndokubva mudzimai wake Ribheka ava napamuviri.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 25 SCLB