Genesisi 24:60
Genesisi 24:60 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋakaropafadza Rebeka, ʋakati kwaari: Iwe, hanɀadzi yeɗu, uʋe mai ʋeɀuru ɀamazana; ʋana ʋako ŋgaʋaʋe ʋaridzi ʋamasuʋo aʋaʋeŋgi ʋaʋo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuo avavengi vavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye vakaropafadza Rabheka vakati, “Iwe hanzvadzi yedu, uve mai wavazhinji vave zviuru nezviuru; vana vako ngavatore masuo avavengi vavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuo avavengi vavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakakomborera Ribheka vachiti, “Dai iwe mwana wedu ukava amai vamazana akazanirana avanhu! Zvizvarwa zvako ngazvikurire maguta avavengi vazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24