Genesisi 22:2
Genesisi 22:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akati: Ɀino tora mŋanakomana wako, mŋanakomana wako mumŋe cete, waunoɗa, Isaka, uende kunyika yeMoria umuite ciɓayiro cinopiswa panerimŋe gomo randicakuʋudza.
Genesisi 22:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mwari akati, “Tora mwanakomana wako, iye mumwechete oga, wepamwoyo, Isaki uende naye kunyika yeMoria umuite chibayiro chomupiro wokupisa ikoko pane rimwe gomo randichakuudza.”
Genesisi 22:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Zvino tora mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe chete, waunoda, Isaka, uende kunyika yeMoria umuite chibayiro chinopiswa pane rimwe gomo randichakuudza.”
Genesisi 22:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Mwari akati, “Tora mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe oga, Isaka, iye waunoda, uende kunyika yeMoria. Umubayire ikoko sechipiriso chinopiswa pane rimwe gomo randichakuudza.”
Genesisi 22:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Zvino tora mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe chete, waunoda, Isaka, uende kunyika yeMoria umuite chibayiro chinopiswa pane rimwe gomo randichakuudza.”
Genesisi 22:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Tora mwanakomana wako, iye mumwechete oga, wepamwoyo, Isaki uende naye kunyika yeMoria umuite chibayiro chomupiro wokupisa ikoko pane rimwe gomo randichakuudza.”