Genesisi 21:6 - Compare All Versions
Genesisi 21:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sara akati, “Mwari andivigira kuseka, uye vose vachanzwa nezvazvo vachaseka neni.”
Pakurirana nevamwe
Genesisi 21 BDSCGenesisi 21:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sara akati, “Mwari wandisekesa; vose, vanonzwa izvozvi, vachaseka neni.”
Pakurirana nevamwe
Genesisi 21 SNA2002Genesisi 21:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo Sara akati, “Mwari andipa kuti ndiseke zvangu chikwe-e, vose vachazvinzwa vachasekawo neni.”
Pakurirana nevamwe
Genesisi 21 SCLBDGenesisi 21:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Sara akati: Mŋari wandisekesa; ʋose, ʋanonzwa iɀoɀi, ʋacaseka neni.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 21 SUB1949Genesisi 21:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Sara akati, “Mwari andipa kuti ndiseke zvangu chikwe-e, vose vachazvinzwa vachasekawo neni.”
Pakurirana nevamwe
Genesisi 21 SCLB