Genesisi 21:2
Genesisi 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sara akava nemimba uye akaberekera Abhurahama mwanakomana munguva yokukwegura kwake, panguva chaiyo yakanga yavimbiswa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sara akava nemimba uye akaberekera Abhurahama mwanakomana munguva yokukwegura kwake, panguva chaiyo yakanga yavimbiswa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Sara akava nemimba, akaberekera Abhurahamu mwanakomana pakukwegura kwake nenguva iyeyo yakanga yarehwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sara akava napamuviri akaberekera Abhurahamu mwana mukomana panguva yakatemwa naMwari paakataura naAbhurahamu. Izvozvo Abhurahamu akanga ava harahwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21