Genesisi 21:13
Genesisi 21:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaitawo kuti mwana womuranda wako abereke vana vakawanda zvokutova rudzi rwavanhu nokuti mwana wakowo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichaitawo rudzi kubudikidza nomwanakomana womurandakadzi, nokuti naiyewo mwana wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naiye mwanakomana womubatiri ndichamuita rudzi rukuruwo, nokuti mwanakomana wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21Genesisi 21:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaitawo kuti mwana womuranda wako abereke vana vakawanda zvokutova rudzi rwavanhu nokuti mwana wakowo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 21