Genesisi 17:4 - Compare All Versions
Genesisi 17:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ndirini, iyi ndiyo sungano yangu newe: Uchava baba vendudzi zhinji.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 17 BDSCGenesisi 17:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ndirini, tarira, sungano yangu inewe, uchava baba vendudzi zhinji-zhinji.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 17 SNA2002Genesisi 17:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Chitenderano changu newe ndechichi: uchava baba vendudzi zhinji zhinji dzavanhu.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 17 SCLBDGenesisi 17:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana ndirini, tarira, suŋgano yaŋgu inewe, ucaʋa ɓaɓa ʋendudzi zhinji‐zhinji.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 17 SUB1949Genesisi 17:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chitenderano changu newe ndechichi: uchava baba vendudzi zhinji zhinji dzavanhu.
Pakurirana nevamwe
Genesisi 17 SCLB