Genesisi 17:18
Genesisi 17:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Abhurahama akati kuna Mwari, “Dai hazvo Ishumaeri agara hake pamaropafadzo enyu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Abhurahamu akati kuna Mwari, “Dai Ishimaeri achirarama hake pamberi penyu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhurahamu akati kuna Mwari, “Madii zvenyu kuchengetera Ishimaeri nhaka iyoyi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17