Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 15:4 - Compare All Versions

Genesisi 15:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.”

Pakurirana nevamwe
Genesisi 15 BDSC

Genesisi 15:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, “Uyu haangavi mudyi wenhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako.”

Pakurirana nevamwe
Genesisi 15 SNA2002

Genesisi 15:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ipapo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Munhu wauri kutaura uyu haasi iye achadya nhaka yako. Mwana wako chaiye wokubereka ndiye achadya nhaka yako.”

Pakurirana nevamwe
Genesisi 15 SCLBD

Genesisi 15:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo shoko raJehova rakaȿika kwaari, rikati: Uyu haaŋgaʋi mudyi wenhaka yako; asi uyo, ucaɓuɗa paʋura bgako, ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yako.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 15 SUB1949

Genesisi 15:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ipapo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Munhu wauri kutaura uyu haasi iye achadya nhaka yako. Mwana wako chaiye wokubereka ndiye achadya nhaka yako.”

Pakurirana nevamwe
Genesisi 15 SCLB