Genesisi 12:7
Genesisi 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12Genesisi 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12Genesisi 12:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12Genesisi 12:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12