Genesisi 12:3
Genesisi 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndicharopafadza vaya vanokuropafadza, uye ani naani anokutuka ndichamutuka; uye marudzi ose ari panyika acharopafadzwa kubudikidza newe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12Genesisi 12:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12Genesisi 12:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakomborera vanokumborera. Vanoti uwirwe norushambwa, ndichivapinza murushambwa. Ndudzi dzose dzichakomborerwa pamusana pako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 12