Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 11:5 - Compare All Versions

Genesisi 11:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Jehovha akaburuka pasi kuti azoona guta neshongwe yakanga ichivakwa navanhu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 11 BDSC

Genesisi 11:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Jehovha wakaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 11 SNA2002

Genesisi 11:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 11 SCLBD

Genesisi 11:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 11 SUB1949

Genesisi 11:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 11 SCLB