Genesisi 1:6
Genesisi 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1