Genesisi 1:31
Genesisi 1:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akaona zvose zvaakanga aita, kuti zvakanga zvakanaka kwazvo. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akaona zvose zvaakaita, onei zvakanaka kwazvo. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva retanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1