Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 1:29 - Compare All Versions

Genesisi 1:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Mwari akati, “Ndinokupai miriwo yose inobereka iri pamusoro penyika yose nemiti yose ine michero, ine mhodzi mukati mayo. Zvichava zvokudya zvenyu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 BDSC

Genesisi 1:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mwari akati: Tarirai, ndakakupai miriwo yose inobereka mbeu, iri panyika yose, nemiti yose ine michero yemiti inobereka mbeu, kuti zvive zvokudya zvenyu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SNA2002

Genesisi 1:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari akati, “Chionai, ndakupai zvinomera zvose zvine mhodzi dzazvo zviri panyika, nemiti inobereka michero ine mhodzi kuti zvive chokudya chenyu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SCLBD

Genesisi 1:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋari akati: Tarirai, ndakakupai miriʋo yose inoɓereka mbeu, iri panyika yose, nemiti yose inemicero yemiti inoɓereka mbeu, kuti ɀiʋe ɀokudya ɀenyu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SUB1949

Genesisi 1:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari akati, “Chionai, ndakupai zvinomera zvose zvine mhodzi dzazvo zviri panyika, nemiti inobereka michero ine mhodzi kuti zvive chokudya chenyu.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SCLB