Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 1:25 - Compare All Versions

Genesisi 1:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mwari akaita mhuka dzesango maererano namarudzi adzo, zvipfuwo namarudzi azvo, nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika maererano namarudzi azvo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 BDSC

Genesisi 1:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mwari akaita mhuka dzenyika dzina marudzi adzo, nezvipfuwo zvina marudzi azvo, nezvinhu zvose zvinokambaira panyika zvina marudzi azvo; Mwari akaona kuti zvakanaka.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SNA2002

Genesisi 1:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari akasika mhando nemhando dzemhuka dziri panyika, nemhando dzose dzezvipfuwo nedzezvinokambaira nokuzvova napasi. Mwari akaona kuti zvakanaka.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SCLBD

Genesisi 1:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋari akaita mhuka dzenyika dzinamarudzi adzo, neɀipfuwo ɀinamarudzi aɀo, neɀinhu ɀose ɀinokambaira panyika ɀinamarudzi aɀo; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SUB1949

Genesisi 1:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari akasika mhando nemhando dzemhuka dziri panyika, nemhando dzose dzezvipfuwo nedzezvinokambaira nokuzvova napasi. Mwari akaona kuti zvakanaka.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 1 SCLB