Genesisi 1:24
Genesisi 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Nyika ngaibereke zvisikwa zvipenyu maererano namarudzi azvo: zvipfuwo, zvisikwa zvinokambaira panyika, nezvikara zvesango, chimwe nechimwe nemhando yacho.” Uye zvakaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati: Nyika ngaibereke zvipenyu zvina marudzi azvo, nezvipfuwo, nezvinokambaira, nemhuka dzenyika, zvina marudzi azvo; zvikaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Nyika ngaiburitse mhando nemhando dzezvinhu zvipenyu, mhando nemhando dzezvipfuwo, nedzezvinokambaira nokuzvova napasi, nedzemhuka dzesango,” zvikabva zvaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1