Genesisi 1:22
Genesisi 1:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1