Genesisi 1:2
Genesisi 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino nyika yakanga isina kugadzirwa uye isina chinhu, rima rakanga riri pamusoro pemvura yakadzika, uye Mweya waMwari wakanga uchigara pamusoro pemvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1