Genesisi 1:12
Genesisi 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Nyika yakamera zvinomera zvorudzi norudzi, nezvinomera zvine mhodzi dzazvo, namarudzi namarudzi emiti inobereka michero ine mhodzi. Zvikabva zvaita saizvozvo. Mwari akaona kuti zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyika yakameresa uswa: miriwo inobereka mbeu maererano nemhando dzayo nemiti inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nyika ikameresa uswa, nemiriwo inobereka mbeu dzina marudzi adzo, nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo, inamarudzi ayo; Mwari akaona kuti zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nyika yakamera zvinomera zvorudzi norudzi, nezvinomera zvine mhodzi dzazvo, namarudzi namarudzi emiti inobereka michero ine mhodzi. Zvikabva zvaita saizvozvo. Mwari akaona kuti zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1