VaGaratia 6:9
VaGaratia 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ngatiregei kuneta pakuita zvakanaka, nokuti nenguva yakafanira tichakohwa kana tisingaori mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ngatirege kuneta pakuita zvakanaka; nokuti tinozocheka nenguva yakafanira, kana tisingaori mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatiregei kuneta kuita zvakanaka nokuti nenguva yacho tichazokohwa kana tikarega kurasa mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6