VaGaratia 6:8
VaGaratia 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anodyarira nyama yake, achakohwa kuparadzwa kunobva panyama iyoyo; uyo anodyarira mweya, achakohwa upenyu husingaperi hunobva paMweya iwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti anodyarira nyama yake, achacheka kuora, kunobva panyama; asi anodyarira Mweya, achacheka upenyu husingaperi, hunobva kuMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anodyara zvinonangana nomuviri wake, mumuviri iwoyo anozokohwamo kuora kwawo. Anodyarawo zvinonangana nemweya wake anokohwawo mumweya wake upenyu usingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6