VaGaratia 6:7-8
VaGaratia 6:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musanyengerwa: Mwari haasekwi. Munhu anokohwa zvaanodyara. Anodyarira nyama yake, achakohwa kuparadzwa kunobva panyama iyoyo; uyo anodyarira mweya, achakohwa upenyu husingaperi hunobva paMweya iwoyo.

VaGaratia 6:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musanyengerwa; Mwari haasekwi; nokuti izvo zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaanochekazve. Nokuti anodyarira nyama yake, achacheka kuora, kunobva panyama; asi anodyarira Mweya, achacheka upenyu husingaperi, hunobva kuMweya.
VaGaratia 6:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musazvinyengedze nokuti Mwari haaitwi chiseko. Munhu zvaunodyara ndizvo zvaunokohwa. Munhu anodyara zvinonangana nomuviri wake, mumuviri iwoyo anozokohwamo kuora kwawo. Anodyarawo zvinonangana nemweya wake anokohwawo mumweya wake upenyu usingaperi.
VaGaratia 6:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Musanyeŋgerwa; Mŋari haasekwi; nokuti iɀo ɀinodɀara munhu, ndiɀo ɀaanoceka ɀe. Nokuti unodɀarira nyama yake, ucaceka kuʋora, kunobva panyama; asi unodɀarira Mŋeya, ucaceka ʋupenyu bgusiŋgaperi, bgunobva kuMŋeya.
VaGaratia 6:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)