VaGaratia 6:7
VaGaratia 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musanyengerwa: Mwari haasekwi. Munhu anokohwa zvaanodyara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musanyengerwa; Mwari haasekwi; nokuti izvo zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaanochekazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musazvinyengedze nokuti Mwari haaitwi chiseko. Munhu zvaunodyara ndizvo zvaunokohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6