VaGaratia 6:3
VaGaratia 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu achifunga kuti iye chinhu iye asiri chinhu, anozvinyengera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kana munhu achiti, ndiri chinhu, asati ari chinhu, anozvinyengera iye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu achizviti ndini pano iye pasina zvaari anozvinyengedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6