VaGaratia 6:17
VaGaratia 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakupedzisira, ngakurege kuva nomunhu anonditambudza, nokuti ndakatakura mumuviri wangu mavanga aJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kubvira zvino ngakurege kuva nomunhu anonditambudza; nokuti ndina mavanga aJesu pamuviri wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubvira zvino ngaparege kuwana anonditambudza nokuti ndine mavanga aJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6