VaGaratia 6:10
VaGaratia 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Naizvozvo patinenge tangowaniswawo nguva yacho ngatiitei zvakanaka kumunhu ari wose wose, asi zvikuru kune vemhuri yechitendero chedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, zvatine mukana, ngatiitei zvakanaka kuvanhu vose, zvikuru kuna avo vari mumhuri yavatendi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino zvatine nguva, ngatiitire vose zvakanaka, zvikuru kuna veimba yokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6VaGaratia 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo patinenge tangowaniswawo nguva yacho ngatiitei zvakanaka kumunhu ari wose wose, asi zvikuru kune vemhuri yechitendero chedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 6