VaGaratia 5:7-8
VaGaratia 5:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makanga muchimhanya nhangemutange yakanaka. Ndianiko akakudzivisai uye akakukonesai kuteerera chokwadi? Kugombedzera ikoko hakuna kubva kuna iye anokudanai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makanga muchimhanya zvakanaka; ndianiko akakudzivisai kuti murege kuteerera chokwadi? Hamuna kugombedzerwa naiye akakudanai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inga maimbomhanya zvakanaka wani! Ko ndiani akakupingidzai kuteerera chokwadi. Kufurirwa ikoko hakusi kwaiye akakudaidzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5