VaGaratia 5:22-23
VaGaratia 5:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi chibereko choMweya ndirwo rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, unyoro, kunaka, kutendeka, kupfava uye kuzvidzora. Hakuna murayiro unopesana nezvizvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:22-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino chibereko choMweya ndirwo rudo, norufaro, rugare, mwoyo murefu, mwoyo munyoro, kunaka, kutendeka, unyoro, nokuzvidzora; hakuna murayiro unodzivisa zvinhu zvakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:22-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mweya anobereka muchero wokuti tive norudo norufaro norugare, tive nemwoyo murefu nomutsa nemwoyo wakanaka nokutendeka uye unyoro nokuzvibata. Hakuna mutemo unorwisana nezvakadai sezvizvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5