VaGaratia 4:3
VaGaratia 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saizvozvowo, patakanga tiri vana, takanga tiri muutapwa pasi pezvokuvamba zvenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4VaGaratia 4:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saizvozvo nesuo, tichiri vana, takanga takasungwa pasi pezvokuvamba zvenyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4VaGaratia 4:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndizvozvowo zvinesu, pataiva vana vaduku takanga tiri varanda vemweya yomudenga'mu nezvapasi pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4