VaGaratia 3:29
VaGaratia 3:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muri vaKristu, ipapo muri vana vaAbhurahama, uye vadyi venhaka maererano nechipikirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana muri vanhu vaKristu mava chizvarwa chaAbhurahamu vagari venhaka maererano nechitsidzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3