VaGaratia 3:28
VaGaratia 3:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuchina muJudha kana muGiriki, mutapwa kana akasununguka, murume kana mukadzi, nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuchina muJudha kana muGiriki, hakuchina akasungwa kana akasununguka, hakuchina munhurume kana munhukadzi; nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapachisina muJudha kana muGiriki, hapachisina muranda kana musununguki, hapachisina murume kana mukadzi nokuti mose mava chinhu chimwechete muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3