VaGaratia 3:26
VaGaratia 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi mose muri vanakomana vaMwari kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti imi mose muri vana vaMwari nokutenda muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti muna Kristu Jesu, imi mose muri vana vaMwari nokuda kwechitendero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3