VaGaratia 3:2
VaGaratia 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoda kuziva chinhu chimwe chete kubva kwamuri kuti: Makagamuchira Mweya nokuda kwokuchengeta murayiro here, kana nokuda kwokutenda zvamakanzwa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ichochi bedzi ndinoda kunzwa kwamuri: Makapiwa Mweya namabasa omurayiro here, kana nokunzwa kwokutenda?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndingade kumbokubvunzai izvi chete zvokuti iyemi makagamuchira Mweya pamusana pezvisungo zvomitemo here kana kuti nokudavira zvamakanzwa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3