VaGaratia 1:21 - Compare All Versions
VaGaratia 1:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pashure ndakaenda kuSiria nokuSirisia.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 1 BDSCVaGaratia 1:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakasvika kunyika dzeSiria neKirikia.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 1 SNA2002VaGaratia 1:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo ndakaȿika kunyika dzeSiria neKirikia.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 1 SUB1949VaGaratia 1:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazoendawo kumatunhu eSiria neekuKirikia.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 1 SCLBVaGaratia 1:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndakazoendawo kumatunhu eSiria neekuKirikia.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 1 SCLBD