VaGaratia 1:13
VaGaratia 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti makanzwa zvamararamiro angu akare muchiJudha, kuti ndakatambudza zvikuru sei kereke yaMwari uye ndikaedza kuiparadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1VaGaratia 1:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti makanzwa zvomufambiro wangu kare pakunamata kwavaJudha, kuti ndaitambudza sangano yaMwari zvikuru kwazvo, ndikaiparadza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1VaGaratia 1:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inga makanzwa wani nezvoupenyu hwangu hwakare muchiJudha, kutambudza zvakaipisisa kwandaiita sangano raMwari ndichiedza kuriparadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1