Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezira 4:5 - Compare All Versions

Ezira 4:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakapa mari vapi vamazano kuti vavapikise uye vavakanganise paurongwa hwavo panguva yose yokutonga kwaSirasi mambo wePezhia uye kusvikira pakutonga kwaDhariasi mambo wePezhia.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 BDSC

Ezira 4:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vakaripira vanhu vokuvaraira, kuti vakanganise zvavakanga vachida kuita, mazuva ose aKoreshi mambo wePerisia, kusvikira Dhariusi mambo wePerisia achizobata ushe.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SNA2002

Ezira 4:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

vachivakokera mamwe makurukota okuita zvokubhadhara kuti zvavaida zviparare mazuva ose aSairosi mambo wePezhiya kunyangovawo nomumazuva aDhariosi mambo wePezhiya.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SCLBD

Ezira 4:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋakaripira ʋanhu ʋokuʋaraira, kuti ʋakaŋganise ɀaʋakaŋga ʋaciɗa kuita, mazuʋa ose aKoreshi mambo wePersia, kuȿikira Dariusi mambo wePersia acizoɓata ʋushe.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SUB1949

Ezira 4:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

vachivakokera mamwe makurukota okuita zvokubhadhara kuti zvavaida zviparare mazuva ose aSairosi mambo wePezhiya kunyangovawo nomumazuva aDhariosi mambo wePezhiya.

Pakurirana nevamwe
Ezira 4 SCLB